Johani 18:17 BDMCS

17 Musikana akanga ari pamukova akabvunza Petro akati, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vake here?”Iye akapindura akati, “Handizi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18

Maonero Johani 18:17 akapoteredza