Johani 18:3 BDMCS

3 Saka Judhasi akasvika kubindu, achitungamirira boka ravarwi navamwe vatariri vaibva kuvaprista vakuru nokuvaFarisi. Vakanga vane mwenje namarambi uye nezvombo.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18

Maonero Johani 18:3 akapoteredza