Johani 18:35 BDMCS

35 Pirato akapindura achiti, “Ndiri muJudha here ini? Vanhu vako navaprista vako vakuru vauya newe kwandiri. Wakaiteiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18

Maonero Johani 18:35 akapoteredza