Johani 18:37 BDMCS

37 Pirato akati, “Saka uri mamboka!”Jesu akapindura akati, “Wataura zvakanaka pawati ndiri mambo. Chokwadi ndechokuti, ndizvo zvandakazvarirwa, uye nokuda kwaizvozvo ndakauya munyika, kuti ndizopupurira chokwadi. Ani naani anoda chokwadi anonditeerera.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18

Maonero Johani 18:37 akapoteredza