10 Pirato akati, “Haudi kutaura neni here? Hauzivi here kuti ndine simba rokukusunungura kana kukuroverera pamuchinjikwa?”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 19
Maonero Johani 19:10 akapoteredza