Johani 19:20 BDMCS

20 VaJudha vazhinji vakaverenga zvakanga zvakanyorwa pachikwangwani ichi, nokuti nzvimbo yakarovererwa Jesu yakanga iri pedyo neguta, uye chikwangwani ichi chaiva chakanyorwa nechiHebheru, chiRatini uye nechiGiriki.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 19

Maonero Johani 19:20 akapoteredza