Johani 19:24 BDMCS

24 Vakataurirana vakati, “Ngatiregei kuibvarura. Ngatikandei mujenya tione kuti ndiani achaitora.”Izvi zvakaitika kuti Rugwaro ruzadziswe runoti:“Vakagovana nguo yangu pakati pavouye vakakanda mijenya pamusoro pechipfeko changu.”Saka izvi ndizvo zvakaitwa navarwi.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 19

Maonero Johani 19:24 akapoteredza