Johani 19:7 BDMCS

7 VaJudha vakasimbirira vachiti, “Isu tino murayiro, nomurayiro iwoyo, anofanira kufa, nokuti anozviti Mwanakomana waMwari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 19

Maonero Johani 19:7 akapoteredza