Johani 2:11 BDMCS

11 Ichi chiratidzo chokutanga, Jesu akachiita paKana yomuGarirea. Nokudaro akaratidza kubwinya kwake, uye vadzidzi vake vakatenda kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 2

Maonero Johani 2:11 akapoteredza