Johani 2:15 BDMCS

15 Saka akaruka tyava yerwodzi, akadzinga vose kubva panzvimbo yetemberi, zvose makwai nemombe; akarasa kwose kwose mari yavakanga vachitsinhana, uye akapidigura tafura dzavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 2

Maonero Johani 2:15 akapoteredza