Johani 2:20 BDMCS

20 VaJudha vakapindura vakati, “Zvakatora makore makumi mana namatanhatu kuti temberi iyi ivakwe, uye iwe uchaimutsa mumazuva matatu?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 2

Maonero Johani 2:20 akapoteredza