Johani 2:9 BDMCS

9 Uye mukuru womutambo akaravira mvura yakanga yashandurwa ikava waini. Haana kuziva kwayakanga yabva, kunyange zvazvo varanda vakanga vachera mvura vaiziva havo. Ipapo akadana chikomba parutivi

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 2

Maonero Johani 2:9 akapoteredza