Johani 20:15 BDMCS

15 Akati, “Mai, munochemeiko? Munotsvaka aniko?”Maria achifunga kuti aiva muchengeti webindu, akati, “Ishe, kana mamutora, ndiudzei henyu kwamamuisa, uye ndichamutora.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 20

Maonero Johani 20:15 akapoteredza