Johani 20:2 BDMCS

2 Saka akauya achimhanya kuna Simoni Petro nokuno mumwe mudzidzi, uya aidikanwa naJesu, akati, “Vabudisa Ishe muguva, uye hatizivi pavamuisa!”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 20

Maonero Johani 20:2 akapoteredza