Johani 20:26 BDMCS

26 Vhiki yakati yapera, vadzidzi vake vakanga vari mumba zvakare, uye Tomasi akanga anavo. Kunyange hazvo mikova yakanga yakapfigwa, Jesu akauya akamira pakati pavo akati, “Rugare ngaruve kwamuri!”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 20

Maonero Johani 20:26 akapoteredza