Johani 20:7 BDMCS

7 pamwe chete nomucheka wokuvigwa nawo wakanga uri mumusoro waJesu. Mucheka uyu wakanga wakapetwa uri woga, wakaparadzaniswa nomumwe mucheka.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 20

Maonero Johani 20:7 akapoteredza