Johani 21:11 BDMCS

11 Simoni Petro akakwira mugwa akakwevera mambure kumahombe kombe. Akanga azere nehove huru, zana namakumi mashanu nenhatu, asi kunyange zvazvo dzakanga dzakawanda, mambure haana kubvaruka.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 21

Maonero Johani 21:11 akapoteredza