Johani 21:20 BDMCS

20 Petro akacheuka akaona mudzidzi uya aidikanwa naJesu achivatevera. (Ndiye uya akanga akasendamira pana Jesu panguva yechirariro uye akanga ati, “Ishe ndianiko achakupandukirai?”)

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 21

Maonero Johani 21:20 akapoteredza