Johani 21:6 BDMCS

6 Akati kwavari, “Kandai mambure enyu kurutivi rworudyi rwegwa mugobata.” Vakati vaita izvozvo, vakasagona kukweva mambure nokuda kwokuwanda kwehove.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 21

Maonero Johani 21:6 akapoteredza