Johani 3:34 BDMCS

34 Nokuti uyo akatumwa naMwari anotaura mashoko aMwari, nokuti Mwari anopa Mweya asingayeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 3

Maonero Johani 3:34 akapoteredza