Johani 3:4 BDMCS

4 Nikodhimo akabvunza akati, “Munhu angaberekwa seiko iye ava mukuru? Zvirokwazvo haangagoni kupinda mudumbu ramai vake kechipiri kuti aberekwe patsva!”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 3

Maonero Johani 3:4 akapoteredza