Johani 4:14 BDMCS

14 asi ani naani anonwa mvura yandichamupa haangatongovi nenyota. Zvirokwazvo, mvura yandichamupa ini ichava maari chitubu chemvura inoerera kuupenyu husingaperi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:14 akapoteredza