23 Asi nguva inouya uye yatouya zvino apo vanamati vechokwadi vachanamata Baba mumweya nomuzvokwadi, nokuti ndivo vanamati vanotsvakwa naBaba kuti vamunamate.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4
Maonero Johani 4:23 akapoteredza