Johani 4:25 BDMCS

25 Mukadzi akati, “Ndinoziva kuti Mesiya anonzi Kristu ari kuuya. Paanouya, acharondedzera zvinhu zvose kwatiri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:25 akapoteredza