Johani 4:38 BDMCS

38 Ndakakutumai kunokohwa zvamusina kushandira. Vamwe vakaita basa rakaoma, uye imi makakohwa mubayiro wokubata kwavo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:38 akapoteredza