Johani 4:47 BDMCS

47 Murume uyu akati anzwa kuti Jesu asvika muGarirea achibva kuJudhea, akaenda kwaari akandomukumbira kuti auye azoporesa mwanakomana wake, uyo akanga ava pedyo nokufa.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:47 akapoteredza