Johani 4:5 BDMCS

5 Saka akasvika paguta romuSamaria rainzi Saika, pedyo nomunda wakanga wapiwa kuna Josefa nababa vake Jakobho.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:5 akapoteredza