Johani 5:10 BDMCS

10 Naizvozvo vaJudha vakati kumunhu uya akanga aporeswa, “Nhasi iSabata; murayiro unokurambidza kuti utakure rukukwe rwako.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 5

Maonero Johani 5:10 akapoteredza