Johani 5:19 BDMCS

19 Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi, Mwanakomana haagoni kuita chinhu ari oga; anongogona kuita zvaanoona Baba vake vachiita, nokuti zvose zvinoitwa naBaba, Mwanakomana anozviitawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 5

Maonero Johani 5:19 akapoteredza