Johani 5:23 BDMCS

23 kuti vose vakudze Mwanakomana sokukudza kwavanoita Baba. Uyo asingakudzi Mwanakomana, haakudzi Baba vakamutuma.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 5

Maonero Johani 5:23 akapoteredza