Johani 5:37 BDMCS

37 Uye ivo Baba vakandituma vakapupura pachavo pamusoro pangu. Hamuna kutombonzwa inzwi ravo kana kuona chimiro chavo,

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 5

Maonero Johani 5:37 akapoteredza