Johani 5:4 BDMCS

4 Nguva nenguva mutumwa waShe aiburukiramo achibvongodza mvura. Munhu aitanga kupinda mudziva shure kwenguva ipi zvayo yainge yabvongodzwa mvura aiporeswa pachirwere chipi zvacho chaainge anacho.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 5

Maonero Johani 5:4 akapoteredza