Johani 5:7 BDMCS

7 Murwere akati, “Ishe, handina munhu anondibatsira kuti ndipinde mudziva mvura painenge yabvongodzwa. Ndichiri kuedza kupinda, mumwe anonditangira.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 5

Maonero Johani 5:7 akapoteredza