Johani 6:14 BDMCS

14 Vanhu vakati vaona chiratidzo chakanga chaitwa naJesu, vakatanga kuti, “Zvirokwazvo uyu ndiye muprofita aifanira kuuya panyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:14 akapoteredza