17 uko kwavakandopinda mugwa vakasimuka vakayambuka mhiri kwegungwa vakananga kuKapenaume. Zvino kwakanga kwasviba, uye Jesu akanga asati ava pavari.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6
Maonero Johani 6:17 akapoteredza