19 Vakati vakwasva igwa kwamakiromita angaita mashanu kana matanhatu, vakaona Jesu achiuya kuigwa, achifamba pamusoro pemvura; uye vakatya zvikuru.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6
Maonero Johani 6:19 akapoteredza