Johani 6:26 BDMCS

26 Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti, muri kunditsvaka, kwete nokuda kwokuti makaona zviratidzo, asi nokuda kwokuti makadya zvingwa uye mukaguta.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:26 akapoteredza