Johani 6:32 BDMCS

32 Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haasi Mozisi akakupai chingwa chakabva kudenga, asi kuti ndiBaba vangu vanokupai chingwa chezvokwadi chinobva kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:32 akapoteredza