Johani 6:37 BDMCS

37 Zvose zvandinopiwa naBaba zvichauya kwandiri, uye ani naani anouya kwandiri handingatongomurasiri kure.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:37 akapoteredza