42 Vakati, “Ko, uyu haasi Jesu, mwanakomana waJosefa here, watinoziva baba vake namai vake? Zvino anotaura sei achiti, ‘Ndakaburuka kubva kudenga’?”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6
Maonero Johani 6:42 akapoteredza