Johani 6:45 BDMCS

45 Muvaprofita makanyorwa muchinzi: ‘Vose vachadzidziswa naMwari.’ Ani naani anoteerera kuna Baba uye anodzidza kubva kwavari anouya kwandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:45 akapoteredza