Johani 6:51 BDMCS

51 Ndini chingwa chipenyu chakaburuka kubva kudenga. Kana munhu upi zvake akadya chingwa ichi, achararama nokusingaperi. Chingwa ichi inyama yangu, yandichapa nokuda kwoupenyu hwenyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:51 akapoteredza