Johani 7:1 BDMCS

1 Shure kwaizvozvo, Jesu akafamba muGarirea, asingadi kuenda kuJudhea nokuti vaJudha vaikoko vakanga vachitsvaka kumuuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:1 akapoteredza