Johani 7:15 BDMCS

15 VaJudha vakashamiswa uye vakabvunza vakati, “Murume uyu akawana ruzivo rwakadai seiko iye asina kudzidza?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:15 akapoteredza