Johani 7:19 BDMCS

19 Ko, Mozisi haana kukupai murayiro here? Asi hapana kana mumwe wenyu anochengeta murayiro. Seiko muchiedza kundiuraya?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:19 akapoteredza