Johani 7:25 BDMCS

25 Panguva iyoyo vamwe vanhu veJerusarema vakatanga kubvunzana vachiti, “Ko, uyu haasiye munhu uya wavari kuedza kuuraya here?

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:25 akapoteredza