Johani 7:28 BDMCS

28 Ipapo Jesu, achiri kudzidzisa ari mutemberi, akadanidzira achiti, “Hongu, munondiziva, uye munoziva kwandinobva. Handisi pano nokuda kwangu, asi uyo akandituma ndiye wechokwadi. Imi hamumuzivi,

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:28 akapoteredza