Johani 7:35 BDMCS

35 VaJudha vakataurirana vachiti, “Munhu uyu ari kuda kuenda kupiko kwatisingazomuwani? Achaenda here kuvanhu vedu vakapararira pakati pavaGiriki, agondodzidzisa vaGiriki?

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:35 akapoteredza