Johani 7:37 BDMCS

37 Pazuva rokupedzisira uye zuva guru roMutambo, Jesu akasimuka akadanidzira nenzwi guru achiti, “Kana pane munhu ane nyota, ngaauye kwandiri azonwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:37 akapoteredza