Johani 8:42 BDMCS

42 Jesu akati kwavari, “Dai Mwari aiva Baba venyu, mungadai maindida, nokuti ndakabva kuna Mwari uye iye zvino ndiri pano. Handina kungouya pachangu; asi ndivo vakandituma.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:42 akapoteredza